Livros cristãos gratuitos para estudos bíblicos sobre salvação, o Espírito Santo, o Tabernáculo e o Apocalipse de João

HOME  |  MAPA DO SITE  |  CONTATO  |  AJUDA    
Estudos da Bíblia Livros Cristãos
Grátis
e-livros Cristãos
Grátis
Sobre Nós
 



 Versão grátis da edição Shona 2 do e-livro

 


NGATIDZOKEI KUVHANGERI REMVURA NEMWEYA

  • Formato do livro eletrônico : MS Reader
  • Downloads realizados : 17
  • Sobre este livro
  • Tabela de conteúdos
 

Musumo

Bhuku rino iri, richakutungamirirai mose kuti mudzoke kunyika ine makomborero nezvishamiso zvevhangeri remvura nemweya uye nokushandira upenyu hwenyu.

Tsananangudzo

Ndine chokwadi kuti mavambo echokwadi ndiwo anoratidza udzamu nokukosha kwemabhuku asiri emanyepo. Mabhuku edu ndiwo emavambo echokwadi chaiwo. Ndiwo mabhuku ekutanga panguva yedu yokuburitsa zvakavanzika pakubhabhatidzwa kwaJesu naJohane mubhabhatidzi. Hapana vaKirisito vaive naJesu. Vapositora vaingorangarira nokucherechedza zuva rechitanhatu mumwedzi wandira sezuva rakabhabhatidzwa Jesu munaJorodhani naJohane mubhabhatidzi. Sei vaive vachinyanya mukutenda kwavo? Mabhuku edu anopa mhinduro yechokwadi kumubvunzo uyu. Uye mhinduro iyi nndiyo dingindira guru mutsika dzechikirisito dzevapositora. Chinangwa chikuru chezvinyorwa zvedu ndezve zvakavanzika zvekubhabhatidzwa kwaJesu uyezve nezvevhangeri remvura nemweya (Johane 3:5). Hazvisi zvakatarisana nedivi rechikirisito chimwechete bedzi, asi kuti makirisito ose. Zvinyorwa zvedu zvinotaura chikamu zana kubva muzana nezviri mubhaibheri uye zvakaringana, asi zvino kwezva vakirisito vazhinji kuti vanzwe uye nokuda kuti vazive vhangeri remvura nemweya. Shoko rebhuku rino, rinova chinhu chokugadzirisa zvikanganiso kuvatsvaki vechokwadi chiri mubhaibheri.

KUBVA KUMUNYORI

Mufundisi Paul C Jong vave nemakore anosvika makumi maviri vachiparidza vhangeri
remvura nemweya pasi rose vakanyora zvekare mabhuku anokosha echikirisito
akawanda chose mumarudzi anoti chi Russia, chi China nechiJapani shoko ravo rine
simba guru uye utsvene zvokuti vaverengi vazhinji vemabhuku avo vanonzwa kusimudzirwa uye vanokwanisa kurasa mutoro wezvitadzo zvavo zvose. Chokwadi, mabhuku avo anotungamirira vanhu vose mukuzvarwa patsva. Iri ndiro bhuku rekutanga pakuparidza kwedu vhangeri remvura nemweya tichitevedza zviri pamutemo zvichienderana nezviri mumagwaro ezvinyorwa zveshoko raMwari.


 
Free Christian eBooks
    Lista de e-livros
    Edição Shona 2
 
  • Sobre este livro
  •  
  • Tabela de conteúdos
  •     O que é um e-livro
     
  • Sobre o e-livro
  •  
  • Como ler um e-livro?
  •  
  • FAQ
  •  
  • Ajuda para Download
  •     Leitores de e-livros
     
  • MS Reader 2.0
  •  
  • Acrobat Reader 5.0
  •  

    Bookmark
       
    Copyright © 2001 - 2013 The New Life Mission. ALL RIGHTS reserved.