Shona 5
Choose your preferred file format and safely download to your mobile device, PC, or tablet to read and listen to the sermon collections anytime, anywhere. All eBooks and AudioBooks are completely free.
Mashoko ari mubhuku rino achava nokugutsa nyota yemoyo wako. Nhasi uno vaKristu vanoramba vachirarama apo vasingazivi mhinduro yezvokwadi kuzvivi zvomene izvo zvavari kupara zuva nezuva. Ko unoziva kuti kururama kwaMwari chii here? Ndinovimba kuti uchava nokuzvibvunza mubvunzo uyu ugova nokutenda mukururama kwaMwari, uko kunoratidzwa mubhuku rino.
Kururama kwaMwari kwakava neevhangeri yemvura noMweya. Asivo, senhaka yakakosha, kwakava nokuramba kwakavanzarikwa kubva kumeso evateveri vechitendero kwenguva refu. Semhedzisiro, vanhu vazhinji vakabva vava nokuvimba pamwe nokuzvikudza nokuda kwekururama kwavo pauzima, pachinzvimbo chokudavira mukururama kwaMwari. Naizvozvo, dzidziso dzechiKristu dzisina kana nematuro ose dzakatanga kuva daviro dzepamusoro mukati memoyo yevatendi, kuita sokuti dzidziso idzi dzakanga dziine kururama kwaMwari.
Dzidziso yeMutondwe, Yokururamiswa, neyoKuwedzera Kuitwa-mutsvene ndidzo dzidziso dzechiKristu hombe, idzo dzakava nokuunza kusanzwisisa pamwe neshayisano mukati memoyo yevatendi. Asi zvino, vaKristu vazhini vanofanira kuziva Mwari patsva, vanofanira kudzidza pamusoro pokururama kwavo uye vagoramba vari mukutenda kwakasimbiswa.
"Ishe vedu avo vakava kururama kwaMwari" richava nokupa moyo yenyu kunzwisisa kukuru pamwe nokuitungamirira kurugare. Munyori anoda kuti uve nokuwana chiropafadzo chokuva nokuziva kururama kwaMwari. Dai waro maropafadzo aMwari ava newe!
Although the Covid-19 pandemic has ended, there are still difficulties in sending or receiving our printed books by mail due to various difficult international situations. When the international situation improves and mailing normalizes, we will resume mailing printed books.